Eksodo 26:9 - Shona Bible 1949 revised 20029 Ubatanidze machira mashanu pamwechete, namachira matanhatu pamwechete, ugopeta jira rechitanhatu, riite mheto mbiri kumuromo kwetende. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Uɓatanidze macira mashanu pamŋe cete, namacira matanhatu pamŋe cete, ugopeta jira recitanhatu, riite mheto mbiri kumuromo kwetente. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Pamachira iwayo, mashanu acho ngaasonanidzwe pawo oga, matanhatu acho asonanidzwewo ari pawo oga. Jira rechitanhatu rinopfuurira nechepamusuo petendhe ngaripeterwe padenga ruviri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona9 Pamachira iwayo, mashanu acho ngaasonanidzwe pawo oga, matanhatu acho asonanidzwewo ari pawo oga. Jira rechitanhatu rinopfuurira nechepamusuo petendhe ngaripeterwe padenga ruviri. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ubatanidze zvidzitiro zvishanu pamwe chete zviite chinhu chimwe chete uye zvimwe zvitanhatu zvivewo chinhu chimwe chete. Upete chidzitiro chechitanhatu kaviri pamberi petende. Sien die hoofstuk |