Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 26:7 - Shona Bible 1949 revised 2002

7 “Uite machira emvere dzembudzi rive tende pamusoro petabhenakeri; uiite namachira ane gumi nerimwe.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Uite macira emvere dzembudzi riʋe tente pamsoro petabernakeri; uiite namacira anegumi nerimŋe.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 “Denga retendhe unorigadzirira machira makuru emvere dzembudzi okuisapo, unoagadzira ari machira okudzikatirisa gumi nerimwechete.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 “Denga retendhe unorigadzirira machira makuru emvere dzembudzi okuisapo, unoagadzira ari machira okudzikatirisa gumi nerimwechete.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 “Uite zvidzitiro zvamakushe embudzi zvetende riri pamusoro petabhenakeri, zvose zvive gumi nerimwe pamwe chete.

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 26:7

Volg ons:

Advertensies


Advertensies