Eksodo 25:19 - Shona Bible 1949 revised 200219 Ita kerubhi rimwe pamuromo mumwe nerimwe kerubhi pano mumwe muromo; uite makerubhi pamiromo yacho miviri zvive chinhu chimwe nechifunhiro chokuyananisa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ita kerubi rimŋe pamuromo mumŋ nerimŋe kerubi panomumŋe muromo; uite makerubi pamiromo yaco miʋiri ɀiʋe cinhu cimŋe necifunhiro cokuyananisa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Unoita makerubhu pahwidibiro iyoyo akati uku rimwe uku rimwe, uagadzire akabatana nayo ari kumapeto maviri ehwidibiro. Ndiko kuagadzira kwauchaaita. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona19 Unoita makerubhu pahwidibiro iyoyo akati uku rimwe uku rimwe, uagadzire akabatana nayo ari kumapeto maviri ehwidibiro. Ndiko kuagadzira kwauchaaita. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Muite kerubhi rimwe chete kuno rumwe rutivi uye kerubhi rechipiri kuno rumwe rutivi; muite bandi rimwe chete rekerubhi nechifukidzo, pamativi maviri. Sien die hoofstuk |