Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 24:7 - Shona Bible 1949 revised 2002

7 Akatora bhuku yesungano, akarava vanhu vachizvinzwa; ivo vakati, “Zvose zvarehwa naJehovha tichazviita, tichateerera.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Akatora buku yesuŋgano akaraʋa ʋanhu ʋaciɀinzwa; iʋo ʋakati: Ɀose ɀarebga naJehova ticaɀiita, ticaterera.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Akazotora bhuku rechitenderano akariverenga vanhu vachinzwa. Vanhu vakati, “Zvose zvarehwa naTenzi tichazviita, tichava vanhu vanoteerera.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Akazotora bhuku rechitenderano akariverenga vanhu vachinzwa. Vanhu vakati, “Zvose zvarehwa naTenzi tichazviita, tichava vanhu vanoteerera.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Ipapo akatora Bhuku reSungano akariverengera vanhu. Ivo vakati, “Tichaita zvinhu zvose zvakarehwa naJehovha; tichazviteerera.”

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 24:7

Volg ons:

Advertensies


Advertensies