Eksodo 22:19 - Shona Bible 1949 revised 200219 Ani naani anovata nechipfuwo, zvirokwazvo anofanira kuurawa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Aninani unoʋata necipfuwo, ɀirokwaɀo unofanira kuʋurawa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 “Munhu anenge aita chakaipa nemhuka ngaaurayiwe. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona19 “Munhu anenge aita chakaipa nemhuka ngaaurayiwe. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 “Ani naani anoita chipfuwo mukadzi anofanira kuurayiwa. Sien die hoofstuk |