Eksodo 21:9 - Shona Bible 1949 revised 20029 Kana akamuwanisa nomwanakomana wake, anofanira kumuitira nenzira yavakunda. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Kana akamuwanisa nomŋanakomana wake, unofanira kumuitira nenzira yaʋakunda. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Kana murume akamutengera kupa mwanakomana wake, ngaamuitire zvaangaitire mwanasikana wake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona9 Kana murume akamutengera kupa mwanakomana wake, ngaamuitire zvaangaitire mwanasikana wake. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Kana akamusarudzira mwanakomana wake, anofanira kumupa kodzero dzomwanasikana. Sien die hoofstuk |