Eksodo 18:8 - Shona Bible 1949 revised 20028 Zvino Mosesi akaudza mukarahwa wake zvose zvakanga zvaitira Jehovha Farao navaIjipiti nokuda kwavaIsiraeri, nokutambudzika kwose kwakavawira panzira nokurwirwa kwavo naJehovha. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino Mosesi akaʋudza mukarabga wake ɀose ɀakaŋga ɀaitira Jehova Farao naʋaEgipita nokuɗa kwaʋaIsraeri, nokutambudzika kwose kwakaʋawira panzira nokurwirwa kwaʋo naJehova. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mosesi akarondedzera vatezvara vake zvose zvakanga zvaitwa naTenzi achirwadzisa Farao navaIjipiti pamusana pevaIsiraeri. Akaudzawo vatezvara vake nezvamatambudziko ose avakaona murwendo rwavo nezvakaitwa naTenzi achivanunura. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona8 Mosesi akarondedzera vatezvara vake zvose zvakanga zvaitwa naTenzi achirwadzisa Farao navaIjipiti pamusana pevaIsiraeri. Akaudzawo vatezvara vake nezvamatambudziko ose avakaona murwendo rwavo nezvakaitwa naTenzi achivanunura. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Mozisi akataurira tezvara wake zvinhu zvose zvakaitwa naJehovha kuna Faro nokuvaIjipita nokuda kwavaIsraeri, uyewo nokutambudzika kwavakasangana nako munzira, uye kuti Jehovha akavaponesa sei. Sien die hoofstuk |