Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 13:3 - Shona Bible 1949 revised 2002

3 Zvino Mosesi akati kuvanhu, “Rangarirai zuva iri ramakabudiswa naro paIjipiti, paimba youranda, nokuti Jehovha akakubudisai pano noruoko rune simba; chingwa chakaviriswa ngachirege kudyiwa nemi.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ɀino Mosesi akati kuʋanhu: Raŋgarirai zuʋa iri ramakaɓuɗiswa naro paEgipita, paimba yoʋuranda, nokuti Jehova wakakuɓuɗisai pano noruʋoko runesimba; ciŋgwa cakaʋiriswa ŋgacirege kudyiwa nemi.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Mosesi akataurira vaIsiraeri achiti, “Rangarirai zuva ramakabuda muIjipiti kwamaiva muuranda nokuti Tenzi akakubvisaimo nesimba rake guru, naizvozvo hamubvumirwe kudya chingwa chine mbiriso.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Mosesi akataurira vaIsiraeri achiti, “Rangarirai zuva ramakabuda muIjipiti kwamaiva muuranda nokuti Tenzi akakubvisaimo nesimba rake guru, naizvozvo hamubvumirwe kudya chingwa chine mbiriso.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Ipapo Mozisi akati kuvanhu, “Rangarirai zuva iri, iro zuva ramakabuda muIjipiti, munyika youtapwa, nokuti Jehovha akakubudisai mairi noruoko rune simba. Musadya chinhu chine mbiriso.

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 13:3

Volg ons:

Advertensies


Advertensies