Danieri 4:7 - Shona Bible 1949 revised 20027 Ipapo vakachenjera nen’anga navaKaradhea navafemberi vakuya, ndikavaudza kurota kwangu, asi havana kundizivisa kududzirwa kwazvo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ipapo ʋakacenjera neŋaŋga naʋaKardea naʋafemberi ʋakaʋuya, ndikaʋaʋudza kurota kwaŋgu, asi haʋana‐kundiziʋisa kuɗudzirwa kwaɀo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Vamaminimini navamapipi navaKaridhea nenyanzvi dzokufembera nenyenyedzi, vakapinda, ini ndikavarondedzera hope dzangu. Asi havana kugona kundizivisa zvadzinoreva. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona7 Vamaminimini navamapipi navaKaridhea nenyanzvi dzokufembera nenyenyedzi, vakapinda, ini ndikavarondedzera hope dzangu. Asi havana kugona kundizivisa zvadzinoreva. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Nʼanga, navaya vanofarira mazango, navazivi vezvenyeredzi navafemberi vakati vauya, ndakavaudza kurota kwangu, asi havana kugona kundidudzira. Sien die hoofstukShona BIBLE7 Ipapo vakachenjera nen'anga navaKaradhia navafemberi vakuya, ndikavaudza kurota kwangu, asi havana kundizivisa kududzirwa kwazvo. Sien die hoofstuk |