Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Danieri 2:27 - Shona Bible 1949 revised 2002

27 Dhanieri akapindura mambo, akati, “Chinhu chakavanzika, chakarehwa namambo, hakuna vane njere, kana n’anga, kana vachenjeri, kana vafemberi vangazivisa mambo izvozvo;

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Danieri akapindura pamberi pamambo, akati: Cinhu cakaʋanzika, cakarebga namambo, hakunaʋanenjere, kana ŋaŋga, kana ʋacenjeri, kana ʋafemberi ʋaŋgaziʋisa mambo iɀoɀo;

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Dhanieri akadaira kuna mambo achiti, “Hakuna vangwaru kana vanhu vamapipi kana vamaminimini kunyange nyanzvi dzokufembera nenyenyedzi, vangagone kuonesa kuna mambo chakavanzika ichi chakakumbirwa namambo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Dhanieri akadaira kuna mambo achiti, “Hakuna vangwaru kana vanhu vamapipi kana vamaminimini kunyange nyanzvi dzokufembera nenyenyedzi, vangagone kuonesa kuna mambo chakavanzika ichi chakakumbirwa namambo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 Dhanieri akapindura akati, “Hakuna munhu akachenjera, kana wamazango, kana nʼanga kana mufemberi angagona kurondedzera kuna mambo chakavanzika chaanobvunza pamusoro pacho

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona BIBLE

27 Dhanieri akapindura mambo, akati, “Chinhu chakavanzika, chakarehwa namambo, hakuna vane njere, kana n'anga, kana vachenjeri, kana vafemberi vangazivisa mambo izvozvo;

Sien die hoofstuk Kopieer




Danieri 2:27

Volg ons:

Advertensies


Advertensies