Danieri 2:22 - Shona Bible 1949 revised 200222 ndiye anozivisa zvinhu zvakadzama nezvakavanzika; ndiye anoziva zviri murima; chiedza chinogara kwaari. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 ndiye unoziʋisa ɀinhu ɀakadzika neɀakaʋanzika; ndiye unoziʋa ɀiri murima; ciedza cinogara kwaari. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 “Anoisa pachena zvinhu zvakadzama, zvinhu zvakavanzika. Anozviziva zviri murima iye chiedza ndipo pamusha. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona22 “Anoisa pachena zvinhu zvakadzama, zvinhu zvakavanzika. Anozviziva zviri murima iye chiedza ndipo pamusha. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Anozarura zvakadzika nezvakavanzika; anoziva zviri murima, uye chiedza chinogara maari. Sien die hoofstukShona BIBLE22 ndiye anozivisa zvinhu zvakadzama nezvakavanzika; ndiye anoziva zviri murima; chiedza chinogara kwaari. Sien die hoofstuk |