Danieri 2:18 - Shona Bible 1949 revised 200218 kuti vakumbire nyasha kuna Mwari wokudenga pamusoro pechinhu ichi chakavanzika, kuti Dhanieri neshamwari dzake varege kuparadzwa pamwechete navamwe vachenjeri veBhabhironi. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 kuti ʋakumbire nyasha kunaMŋari wokuɗeŋga pamsoro pecinhu ici cakaʋanzika, kuti Danieri neshamŋari dzake ʋarege kuparadzwa pamŋe cete naʋamŋe ʋacenjeri ʋeBabironi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Akavataurira kuti vakumbire Mwari Wedenga agovanzwirawo tsitsi nezvechinhu chakavanzika ichi, kuitira kuti Dhanieri neshamwari dzake varege kuparadzwa pamwechete navamwe vangwaru vose veBhabhironi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona18 Akavataurira kuti vakumbire Mwari Wedenga agovanzwirawo tsitsi nezvechinhu chakavanzika ichi, kuitira kuti Dhanieri neshamwari dzake varege kuparadzwa pamwechete navamwe vangwaru vose veBhabhironi. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Akavakurudzira kuti vakumbire nyasha kubva kuna Mwari wokudenga pamusoro pechakavanzika ichi, kuitira kuti iye neshamwari dzake varege kuurayiwa pamwe chete navakachenjera veBhabhironi. Sien die hoofstukShona BIBLE18 kuti vakumbire nyasha kuna Mwari wokudenga pamusoro pechinhu ichi chakavanzika, kuti Dhanieri neshamwari dzake varege kuparadzwa pamwechete navamwe vachenjeri veBhabhironi. Sien die hoofstuk |