Danieri 2:17 - Shona Bible 1949 revised 200217 Ipapo Dhanieri akaenda kumba kwake, akandozivisa shamwari dzake Hanania naMishaeri naAzaria, shoko iro; Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ipapo Danieri akaenda kumba kwake, akandoziʋisa shamŋari dzake Hanania naMishaeri naAzaria, shoko iro; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Dhanieri akabva aenda kumba kwake akazivisawo nyaya iyoyo shamwari dzake dziya vanaHananiya naMishaeri naAzariya. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona17 Dhanieri akabva aenda kumba kwake akazivisawo nyaya iyoyo shamwari dzake dziya vanaHananiya naMishaeri naAzariya. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Ipapo Dhanieri akadzokera kumba kwake akandotsanangurira nyaya yacho kushamwari dzake vanaHanania, Mishaeri naAzaria. Sien die hoofstukShona BIBLE17 Ipapo Dhanieri akaenda kumba kwake, akandozivisa shamwari dzake Hanania naMishaeri naAzaria, shoko iro; Sien die hoofstuk |