Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Danieri 2:14 - Shona Bible 1949 revised 2002

14 Ipapo Dhanieri akapindura Arioki nenjere nokungwara, iye mukuru wachengeti vamambo, akanga abuda kundouraya vachenjeri veBhabhironi;

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Ipapo Danieri akapindura Arioki nenjere nokuŋgwara, iye mukuru waʋarindi ʋamambo, wakaŋga aɓuɗa kundoʋuraya ʋacenjeri ʋeBabironi;

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Ipapo Dhanieri akapa mhinduro yakanyatsofungwa ine uchenjeri chaihwo kuna Arioku mukuru mukuru wavachengetedzi vamambo uyewo munhu akanga auya kuzouraya vachenjeri veBhabhironi.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Ipapo Dhanieri akapa mhinduro yakanyatsofungwa ine uchenjeri chaihwo kuna Arioku mukuru mukuru wavachengetedzi vamambo uyewo munhu akanga auya kuzouraya vachenjeri veBhabhironi.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Arioki, mukuru wavarindi vamambo, akati abudisa kundouraya vachenjeri veBhabhironi, Dhanieri akataura kwaari nouchenjeri uye nokungwara.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona BIBLE

14 Ipapo Dhanieri akapindura Arioki nenjere nokungwara, iye mukuru wavachengeti vamambo, akanga abuda kundouraya vachenjeri veBhabhironi;

Sien die hoofstuk Kopieer




Danieri 2:14

Volg ons:

Advertensies


Advertensies