2 Timoti 2:7 - Shona Bible 1949 revised 20027 Funga zvandinoreva, nokuti Ishe achakupa kunzwisisa pazvinhu zvose. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Fuŋga ɀandinoreʋa, nokuti Ishe ucakupa kunzwisisa paɀinhu ɀose. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Rangarira zvandinotaura nokuti Tenzi achakupa kunzwisisa muna zvose. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona7 Rangarira zvandinotaura nokuti Tenzi achakupa kunzwisisa muna zvose. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Funga pamusoro pezvandinoreva, nokuti Ishe achakupa kunzwisisa pane izvi zvose. Sien die hoofstuk |