Zekaria 1:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Ndakasimudza musoro ndikaona hedzo nyanga ina! Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ɀino ndakarinzira meso aŋgu ndikatarira, ndikaʋona nyaŋga inna. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200218 Zvino ndakarinzira meso angu ndikatarira, ndikaona nyanga ina. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Ndakasimudza musoro ndikaona hedzo nyanga ina! Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona18 Ndakasimudza musoro ndikaona hedzo nyanga ina! Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Ipapo ndakasimudza meso angu, zvino hapo pamberi pangu paiva nenyanga ina! Sien die hoofstuk |