Zekaria 1:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mumwedzi worusere, mugore rechipiri rokutonga kwaDhariusi, shoko raTENZI rakauya kuna Zekariya mwanakomana waBherekiya mwanakomana waIdho muporofita rikati, Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Nomŋedzi worusere, negore recipiri raDariusi, shoko raJehova rakaȿika kunaZekaria, mŋanakomana waBerekia, mŋanakomana womuprofita Ido, riciti: Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20021 Nomwedzi worusere, negore rechipiri raDhariusi, shoko raJehovha rakasvika kuna Zekariya, mwanakomana waBherekia, mwanakomana womuporofita Idho, richiti, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mumwedzi worusere, mugore rechipiri rokutonga kwaDhariusi, shoko raTENZI rakauya kuna Zekariya mwanakomana waBherekiya mwanakomana waIdho muporofita rikati, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona1 Mumwedzi worusere, mugore rechipiri rokutonga kwaDhariusi, shoko raTENZI rakauya kuna Zekariya mwanakomana waBherekiya mwanakomana waIdho muporofita rikati, Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 “Mumwedzi worusere wegore rechipiri raDhariasi, shoko raJehovha rakasvika kuna muprofita Zekaria mwanakomana waBherekia, mwanakomana waIdho richiti: Sien die hoofstuk |