Zefania 1:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Ndichanyatsotsvaira kutopedza zvose zviri pamusoro payo nyika. Ndizvo zviri kutaura Tenzi. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ndicaparadza cose ɀinhu ɀose ɀiri pasi pose — ndiɀo ɀinotaura Jehova. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20022 “Ndichaparadza chose zvinhu zvose zviri pasi pose ndizvo zvinotaura Jehovha. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Ndichanyatsotsvaira kutopedza zvose zviri pamusoro payo nyika. Ndizvo zviri kutaura Tenzi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Ndichanyatsotsvaira kutopedza zvose zviri pamusoro payo nyika. Ndizvo zviri kutaura Tenzi. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Ndichatsvaira zvose kubva pamusoro penyika,” ndizvo zvinotaura Jehovha. Sien die hoofstuk |