ƲaEfeso 1:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 kuti Mwari arumbidzwe pamusana penyasha dzake dzisingatauriki dzaakatiitira nokuMwanakomana wake wapamwoyo pasina muripo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 kuti kunaka kukuru kwenyasha dzake dzaakaŋgotipa hake muMuɗikanwa wake, kurumbidzwe; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20026 kuti kunaka kukuru kwenyasha dzake dzakangotipa hake muMudikanwi wake, kurumbidzwe; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 kuti Mwari arumbidzwe pamusana penyasha dzake dzisingatauriki dzaakatiitira nokuMwanakomana wake wapamwoyo pasina muripo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona6 kuti Mwari arumbidzwe pamusana penyasha dzake dzisingatauriki dzaakatiitira nokuMwanakomana wake wapamwoyo pasina muripo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 kuti kunakisisa kwenyasha dzake dzaakangotipa hake muna Iye waanoda kurumbidzwe. Sien die hoofstuk |