Aanlyn Bybel

- Advertensies -

ƲaEfeso 1:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Akatisarudza maari pasi pasati pasikwa kuti tive vatsvene vakarurama pamberi pake.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 seɀaakatisanaŋgura maari nyika isati yaʋambga, kuti tiʋe ʋatȿene ʋasinemhoȿa pamberi pake muruɗo;

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

4 sezvaakatitsanangura maari nyika isati yavambwa, kuti tive vatsvene, vasina mhosva, pamberi pake murudo;

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Akatisarudza maari pasi pasati pasikwa kuti tive vatsvene vakarurama pamberi pake.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Akatisarudza maari pasi pasati pasikwa kuti tive vatsvene vakarurama pamberi pake.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Nokuti akatisarudza maari nyika isati yasikwa kuti tive vatsvene vasina chavanopomerwa pamberi pake. Murudo

Sien die hoofstuk Kopieer

ƲaEfeso 1:4

Volg ons:

Advertensies

Advertensies