ƲaEfeso 1:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Mwari akaisawo zvinhu zvose pasi petsoka dzake akamuita musoro wezvinhu zvose musangano Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 akaisa ɀose pasi petsoka dzake, akapa kereke iye, kuti aʋe musoro waɀose, Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200222 akaisa zvose pasi petsoka dzake, akapa sangano iye, kuti ave musoro wazvose, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Mwari akaisawo zvinhu zvose pasi petsoka dzake akamuita musoro wezvinhu zvose musangano Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona22 Mwari akaisawo zvinhu zvose pasi petsoka dzake akamuita musoro wezvinhu zvose musangano Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Uye Mwari akaisa zvinhu zvose pasi petsoka dzake akamugadza kuti ave musoro wezvinhu zvose nokuda kwekereke, Sien die hoofstuk |