ƲaEfeso 1:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 “Dai Mwari waTenzi wedu Jesu Kristu, Baba vembiri vangokupai Mweya woungwaru anozarurira vanhu kuti mumuzive Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 kuti Mŋari waShe weɗu Jesu Kristu, Ƃaɓa ʋokubginya kukuru, akupei mŋeya wokucenjera nowokuzarurirwa pakumuziʋa; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200217 kuti Mwari waIshe wedu Jesu Kristu, Baba vokubwinya kukuru, akupei mweya wokuchenjera nowokuzarurirwa pakumuziva; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 “Dai Mwari waTenzi wedu Jesu Kristu, Baba vembiri vangokupai Mweya woungwaru anozarurira vanhu kuti mumuzive Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona17 “Dai Mwari waTenzi wedu Jesu Kristu, Baba vembiri vangokupai Mweya woungwaru anozarurira vanhu kuti mumuzive Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Ndinoramba ndichikumbira kuti Mwari waIshe wedu Jesu Kristu, Baba vokubwinya, akupei mweya wouchenjeri nokuzarurirwa, kuitira kuti mumuzive zviri nani. Sien die hoofstuk |