ƲaEfeso 1:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Mweya Mutsvene ndiye rubatso rwenhaka yedu kusvikira taiwana, mbiri yaMwari ichibva yarumbidzwa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 uri ruɓatso rwenhaka yeɗu, kuratidza kudzikinurwa kwaʋanhu ʋaMŋari caiʋo, kuti kubginya kwake kurumbidzwe. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200214 uri rubato rwenhaka yedu, kuratidza kudzikinurwa kwavanhu vaMwari chaivo, kuti kubwinya kwake kurumbidzwe. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Mweya Mutsvene ndiye rubatso rwenhaka yedu kusvikira taiwana, mbiri yaMwari ichibva yarumbidzwa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona14 Mweya Mutsvene ndiye rubatso rwenhaka yedu kusvikira taiwana, mbiri yaMwari ichibva yarumbidzwa. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 anova ndiye rubatso runotitsidzira nhaka yedu kusvikira rudzikinuro rwaavo vari vaMwari chaivo rwaratidzwa, kuti kubwinya kwake kurumbidzwe. Sien die hoofstuk |