ƲaEfeso 1:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Maari, sokutemwa kwazvakaitwa muurongwa huri kushanda muna zvose, nokuti chakanga chiri chido chake, Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 munaiye, watakaitwa ʋo nhaka maari, yatakatemerwa kare nokuraira kwaiye, unoita ɀose nokufuŋga kwokuɗa kwake; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200211 muna iye, watakaitwawo nhaka maari, yatakatemerwa kare nokurayira kwaiye, anoita zvose nokufunga kwokuda kwake; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Maari, sokutemwa kwazvakaitwa muurongwa huri kushanda muna zvose, nokuti chakanga chiri chido chake, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona11 Maari, sokutemwa kwazvakaitwa muurongwa huri kushanda muna zvose, nokuti chakanga chiri chido chake, Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Iye watakasarudzwawo maari, tarongerwa kare nhaka maererano nokuronga kwaiye anoita zvose mukusimbisa vavariro yokuda kwake, Sien die hoofstuk |