ƲaEfeso 1:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 chourongwa hwake hwokuti kana nguva yakwana, abatanidze zvinhu zvose, zviri kudenga nezviri pasi agozviisa pasi paKristu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 kuti afambise kuzara kweŋguʋa, aʋuŋganidze munaKristu ɀose ɀiri kuɗeŋga, neɀiri pasi; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200210 kuti afambise kuzara kwenguva, aunganidzwe muna Kristu zvose zviri kudenga, nezviri pasi; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 chourongwa hwake hwokuti kana nguva yakwana, abatanidze zvinhu zvose, zviri kudenga nezviri pasi agozviisa pasi paKristu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona10 chourongwa hwake hwokuti kana nguva yakwana, abatanidze zvinhu zvose, zviri kudenga nezviri pasi agozviisa pasi paKristu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 auyise pamwe chete zvinhu zvose zviri kudenga nezviri panyika pasi pomusoro mumwe, anova Kristu. Sien die hoofstuk |