Rute 1:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Iye navaroora vake vaviri vakasimuka vakabva kwavaigara, vakapinda munzira vodzokera kunyika yokwaJudha. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Akabva kwaakaŋga ari naʋakadzi ʋaʋana ʋake ʋaʋiri, ʋakafamba nenzira inodzokera kunyika yaJuda. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20027 Akabva kwaakanga ari navakadzi vavana vake vaviri, vakafamba nenzira inodzokera kunyika yaJudha. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Iye navaroora vake vaviri vakasimuka vakabva kwavaigara, vakapinda munzira vodzokera kunyika yokwaJudha. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona7 Iye navaroora vake vaviri vakasimuka vakabva kwavaigara, vakapinda munzira vodzokera kunyika yokwaJudha. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Akabva pamwe chete navaroora vake panzvimbo yavaigara vakasimuka vakaenda nenzira yaizovasvitsa kunyika yeJudha. Sien die hoofstuk |