Ruka 1:76 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika76 “Iwe mwana, uchanzi muporofita woWokumusorosoro, nokuti uchafanoenda mberi kwaTenzi kundomugadzirira nzira dzake, Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)76 Iwe, Mŋana, ucanzi muprofita woWokumsoro‐soro, Nokuti iwe ucatuŋgamira pamberi paShe, kumugadzirira nzira dzake; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200276 Iwe, Mwana, uchanzi muporofita woWokumusorosoro, Nokuti iwe uchatungamira pamberi paIshe, kumugadzirira nzira dzake; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika76 “Iwe mwana, uchanzi muporofita woWokumusorosoro, nokuti uchafanoenda mberi kwaTenzi kundomugadzirira nzira dzake, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona76 “Iwe mwana, uchanzi muporofita woWokumusorosoro, nokuti uchafanoenda mberi kwaTenzi kundomugadzirira nzira dzake, Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi76 “Uye iwe, mwana wangu, uchanzi muprofita weWokumusoro-soro; nokuti uchatungamira pamberi paShe kuti umugadzirire nzira, Sien die hoofstuk |