Ruka 1:64 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika64 Pakarepo muromo Zakariya wakabva wazaruka, rurimi rwake rukabva rwasununguka, ndokubva avakutotaura achirumbidza Mwari. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)64 Kamŋe‐kamŋe muromo wake ukashamiswa, norurimi rwake rukasunuŋguka, akataura, akarumbidza Mŋari. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200264 Kamwe-kamwe muromo wake ukashamiswa, norurimi rwake rukasununguka, akataura, akarumbidza Mwari. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika64 Pakarepo muromo Zakariya wakabva wazaruka, rurimi rwake rukabva rwasununguka, ndokubva avakutotaura achirumbidza Mwari. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona64 Pakarepo muromo Zakariya wakabva wazaruka, rurimi rwake rukabva rwasununguka, ndokubva avakutotaura achirumbidza Mwari. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi64 Pakarepo muromo wake wakazarurwa uye rurimi rwake rukasunungurwa, akatanga kutaura, achirumbidza Mwari. Sien die hoofstuk |