Ruka 1:63 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika63 Iye akakumbira chinyorero, akanyora kuti, “Zita rake ndiJohani.” Vose vakashamiswa zvikuru. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)63 Ʋakakumbira ibge rokunyora pariri, ʋakanyora ʋaciti: Johane, ndiro zita rake. Ʋakashamiswa ʋose. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200263 Vakakumbira chinyorero vakanyora kuti, “Johani, ndiro zita rake.” Vakashamiswa vose. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika63 Iye akakumbira chinyorero, akanyora kuti, “Zita rake ndiJohani.” Vose vakashamiswa zvikuru. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona63 Iye akakumbira chinyorero, akanyora kuti, “Zita rake ndiJohani.” Vose vakashamiswa zvikuru. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi63 Akavakumbira pokunyorera, akanyora kuti “Zita rake ndiJohani” uye vose vakashamiswa nazvo. Sien die hoofstuk |