Ruka 1:40 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Akapinda mumba maZakariya, akakwazisa Erizabheti. Erizabheti, paakanzwa kukwazisa kwaMaria, mwana akabva akwakuka mudumbu make. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 akapinda mumba maZakaria, akakwazisa Erisabete. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200240 akapinda mumba maZekariya, akakwazisa Erizabheti. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Akapinda mumba maZakariya, akakwazisa Erizabheti. Erizabheti, paakanzwa kukwazisa kwaMaria, mwana akabva akwakuka mudumbu make. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona40 Akapinda mumba maZakariya, akakwazisa Erizabheti. Erizabheti, paakanzwa kukwazisa kwaMaria, mwana akabva akwakuka mudumbu make. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 uko kwaakasvikopinda mumba maZekaria akakwazisa Erizabheti. Sien die hoofstuk |