Obadia 1:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Magambawo enyu avarwi, imimi wokwaTemani, achadumbirwa zvokuti munhu wose wokuGomo rokwaEsau achapfuudzwa nebakatwa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Mhare dzako, iwe Temani, dzicavunduka, kuti ʋose ʋapere nokuʋurawa pagomo raEsau. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20029 Mhare dzako, iwe Temani, ndichavhunduka, kuti vose vapere nokuurawa pagomo raEsau. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Magambawo enyu avarwi, imimi wokwaTemani, achadumbirwa zvokuti munhu wose wokuGomo rokwaEsau achapfuudzwa nebakatwa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona9 Magambawo enyu avarwi, imimi wokwaTemani, achadumbirwa zvokuti munhu wose wokuGomo rokwaEsau achapfuudzwa nebakatwa. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Mhare dzako, iwe Temani, dzichavhunduka, uye vose vari mumakomo aEsau vachaparara pakuurayiwa ikoko. Sien die hoofstuk |