Obadia 1:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Tarisaiwo muone zvenyu kuparadzwa kwaitwa nyika yaEsau, upfumi hwayo hwapambwa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ɀinhu ɀaEsau ɀakanɀerwa sei! Fuma yaʋo, yakaʋanzwa, yakafukunurwa sei! Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20026 Zvinhu zvaEsau zvakanzverwa sei! Pfuma yavo, yakavanzwa, yakafukunurwa sei! Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Tarisaiwo muone zvenyu kuparadzwa kwaitwa nyika yaEsau, upfumi hwayo hwapambwa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona6 Tarisaiwo muone zvenyu kuparadzwa kwaitwa nyika yaEsau, upfumi hwayo hwapambwa. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Asi Esau achasiyiwa seiko asina chinhu, pfuma yake yakavigwa ichatorwa! Sien die hoofstuk |