Numeri 7:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Pazuva retatu racho, akauya ndiEriabhu mwanakomana waHeroni, aiva mutungamiriri wavanhu govero rokwaZebhuruni. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Nezuʋa retatu Eriabi, mŋanakomana waHeroni, mucinda waʋana ʋaZeburuni, wakaʋuya. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200224 Nezuva retatu Eriabhu, mwanakomana waHeroni, muchinda wavana vaZebhuruni, akauya. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Pazuva retatu racho, akauya ndiEriabhu mwanakomana waHeroni, aiva mutungamiriri wavanhu govero rokwaZebhuruni. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona24 Pazuva retatu racho, akauya ndiEriabhu mwanakomana waHeroni, aiva mutungamiriri wavanhu govero rokwaZebhuruni. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Pazuva rechitatu, Eriabhi mwanakomana waHeroni, mutungamiri wavanhu vokwaZebhuruni, akauya nechipiriso chake. Sien die hoofstuk |