Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Numeri 7:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 kwotiwo handira ichiri duku imwechete, nehondohwe imwechete, nehwayana hono imwechete ine gore rimwechete zvomupiro wokupisa;

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 nenzombe imŋe, negondobge rimŋe, negwaiana rimŋe regondobge regore rimŋe, ciʋe cipiriso cinopiswa;

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

21 nenzombe imwe, negondohwe rimwe, negwayana rimwe regondohwe regore rimwe, chive chipiriso chinopiswa;

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 kwotiwo handira ichiri duku imwechete, nehondohwe imwechete, nehwayana hono imwechete ine gore rimwechete zvomupiro wokupisa;

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 kwotiwo handira ichiri duku imwechete, nehondohwe imwechete, nehwayana hono imwechete ine gore rimwechete zvomupiro wokupisa;

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 hando duku imwe chete, gondobwe rimwe chete nomukono wegwayana regore rimwe chete, zvechipiriso chinopiswa;

Sien die hoofstuk Kopieer

Numeri 7:21

Volg ons:

Advertensies

Advertensies