Numeri 7:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Vatungamiriri vakauyawo nezvipo zvokupira nazvo atari kuna Mwari pazuva rayakazodzwa, vakauya nazvo kuatari. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Macinda akaʋuya neɀipo ɀokutsaurira artari nomusi wayakazodzwa nawo, macinda akaʋuya neɀipo ɀawo pamberi peartari. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200210 Machinda akauya nezvipo zvokutsaurira atari nomusi wayakazodzwa nawo, machinda akauya nezvipo zvawo pamberi peatari. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Vatungamiriri vakauyawo nezvipo zvokupira nazvo atari kuna Mwari pazuva rayakazodzwa, vakauya nazvo kuatari. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona10 Vatungamiriri vakauyawo nezvipo zvokupira nazvo atari kuna Mwari pazuva rayakazodzwa, vakauya nazvo kuatari. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Aritari yakati yazodzwa, vatungamiri vakauya nezvipiriso zvavo zvokukumikidzwa kwayo vakazviisa pamberi pearitari. Sien die hoofstuk |