Numeri 6:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 “Iwoyu ndiwo murao unonangana nomuNazari anenge apika mhiko. Kuzvipira kwake kuna Tenzi somuNazari ngakuchengetwe maererano nemhiko yake. Asi kana pane zvimwewo zvaanokwanisa kuita ngaaite zvake. Asi zvouNazari hwake ihwohwo anofanira kuzvichengeta nomazvo.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ndiwo murairo womuNaziri pakupika kwake, necipo cake cokuɀitsaurira Jehova, ɀimŋe ɀaaŋgagona kuʋuya naɀo ɀisiŋgaʋereŋgwi; seɀaakapika, ndiɀo ɀaanofanira kuita nomurairo wokuɀitsaura nawo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200221 Ndiwo murayiro womuNaziri pakupika kwake, nechipo chake chokuzvitsaurira Jehovha, zvimwe zvaangagona kuuya nazvo zvisingaverengwi; sezvaakapika, ndizvo zvaanofanira kuita nomurayiro wokuzvitsaura nawo.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 “Iwoyu ndiwo murao unonangana nomuNazari anenge apika mhiko. Kuzvipira kwake kuna Tenzi somuNazari ngakuchengetwe maererano nemhiko yake. Asi kana pane zvimwewo zvaanokwanisa kuita ngaaite zvake. Asi zvouNazari hwake ihwohwo anofanira kuzvichengeta nomazvo.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona21 “Iwoyu ndiwo murao unonangana nomuNazari anenge apika mhiko. Kuzvipira kwake kuna Tenzi somuNazari ngakuchengetwe maererano nemhiko yake. Asi kana pane zvimwewo zvaanokwanisa kuita ngaaite zvake. Asi zvouNazari hwake ihwohwo anofanira kuzvichengeta nomazvo.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 “ ‘Uyu ndiwo murayiro womuNaziri anenge apikira chipiriso kuna Jehovha maererano nokuzvitsaura kwake pamusoro pezvimwe zvose zvaanenge achigona kupa. Anofanira kuzadzisa mhiko yaakaita, zviri maererano nomurayiro womuNaziri.’ ” Sien die hoofstuk |