Numeri 5:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 uye kana murume apindwawo nomweya weshanje, oitira mukadzi wake shanje. Ngaaunze mukadzi wake pana Tenzi, mupristi aite kune mukadzi iyeyo zvose zvinorehwa nomurawo uyu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 kana ɀimŋe murume aciŋge aɓatwa nomŋeya weshuŋgu, aneshuŋgu nomukadzi wake; ipapo unofanira kuisa mukadzi pamberi paJehova, muprista agomuitira nomurairo uyu wose. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200230 kana zvimwe murume achinge abatwa nomweya weshungu, ane shungu nomukadzi wake; ipapo anofanira kuisa mukadzi pamberi paJehovha, mupristi agomuitira nomurayiro uyu wose. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 uye kana murume apindwawo nomweya weshanje, oitira mukadzi wake shanje. Ngaaunze mukadzi wake pana Tenzi, mupristi aite kune mukadzi iyeyo zvose zvinorehwa nomurawo uyu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona30 uye kana murume apindwawo nomweya weshanje, oitira mukadzi wake shanje. Ngaaunze mukadzi wake pana Tenzi, mupristi aite kune mukadzi iyeyo zvose zvinorehwa nomurawo uyu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 uye kana murume akava neshanje nokuda kwokufungira mukadzi wake. Muprista anofanira kumumisa pamberi paJehovha agotevedza murayiro uyu wose kwaari. Sien die hoofstuk |