Numeri 5:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Mupristi iyeyo ngaaite kuti mukadzi uya apike mhiko yokuti, ‘Kana usina kutorana nomumwe murume kana usina kutsaukira kunezvakan'ora uri mumaoko omurume wako mvura iyoyi yokurengeresa nayo rushambwa ngairege kuwana chainokuita.’ Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ipapo muprista unofanira kumupikisa, aciti kumukadzi: Kana kusinomurume wakaʋata newe, kana usina‐kutsaukira kuneɀakaipa, uri pasi pomurume wako, usunuŋgurwe hako pamvura iyi inoʋaʋisa, inoʋuyisa kutuka; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200219 Ipapo mupristi anofanira kumupikisa, achiti kumukadzi, ‘Kana kusina murume akavata newe, kana usina kutsaukira kune zvakaipa, uri pasi pomurume wako, usunungurwe hako pamvura iyi inovavisa, inouyisa kutuka; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Mupristi iyeyo ngaaite kuti mukadzi uya apike mhiko yokuti, ‘Kana usina kutorana nomumwe murume kana usina kutsaukira kunezvakan'ora uri mumaoko omurume wako mvura iyoyi yokurengeresa nayo rushambwa ngairege kuwana chainokuita.’ Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona19 Mupristi iyeyo ngaaite kuti mukadzi uya apike mhiko yokuti, ‘Kana usina kutorana nomumwe murume kana usina kutsaukira kunezvakan'ora uri mumaoko omurume wako mvura iyoyi yokurengeresa nayo rushambwa ngairege kuwana chainokuita.’ Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Ipapo muprista anofanira kuita kuti mukadzi uyu apike uye agoti kwaari, “Kana kusina mumwe murume akavata newe uye usina kumbotsauka ukava wakasvibiswa panguva yokuwanikwa kwako nomurume wako, mvura inovava iyi, iyo inouyisa kutukwa, ngairege kukukuvadza. Sien die hoofstuk |