Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Numeri 5:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Ngatiti murume iyeyo afungidzira mukadzi wake akazvin'oresa, kana kuti mweya wokufungira unouya paari asi mukadzi wake asina kuzvin'oresa,

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 murume wake akaɓatwa nomŋeya weshuŋgu, akaʋa neshuŋgu nomukadzi wake, wakaȿiɓiswa; kana ɀimŋe akaɓatwa nomŋeya weshuŋgu, akaʋa neshuŋgu nomukadzi wake, usina‐kuȿiɓiswa;

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

14 murume wake akabatwa nomweya weshungu, akava neshungu nomukadzi wake, wakasvibiswa; kana zvimwe akabatwa nomweya weshungu, akava neshungu nomukadzi wake, usina kusvibiswa;

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Ngatiti murume iyeyo afungidzira mukadzi wake akazvin'oresa, kana kuti mweya wokufungira unouya paari asi mukadzi wake asina kuzvin'oresa,

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Ngatiti murume iyeyo afungidzira mukadzi wake akazvin'oresa, kana kuti mweya wokufungira unouya paari asi mukadzi wake asina kuzvin'oresa,

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 uye murume wake akava neshanje mukati make uye akafungira mukadzi wake, uye iye mukadzi achinge akasvibiswa, kana dai akava neshanje uye achimufungira kunyange zvake iye asina kusvibiswa,

Sien die hoofstuk Kopieer

Numeri 5:14

Volg ons:

Advertensies

Advertensies