Numeri 5:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 “Udza vaIsiraeri izvi: Ngatiti mukadzi womunhu aita unzenza hwokusatendeka kumurume wake, Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Taura naʋana ʋaIsraeri, uti kwaʋari: Kana mukadzi womurume upi noupi akacinya, akamutadzira, Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200212 “Taura navana vaIsiraeri, uti kwavari, ‘Kana mukadzi womurume upi noupi akachinya, akamutadzira, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 “Udza vaIsiraeri izvi: Ngatiti mukadzi womunhu aita unzenza hwokusatendeka kumurume wake, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona12 “Udza vaIsiraeri izvi: Ngatiti mukadzi womunhu aita unzenza hwokusatendeka kumurume wake, Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 “Taura kuvaIsraeri uti kwavari: ‘Kana mukadzi womunhu akatsauka, akasava akatendeka kwaari, Sien die hoofstuk |