Numeri 4:44 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Pamhuri dzavo dzose nedzimba dzemadzibaba avo vaikwana zviuru zvitatu namazana maviri. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 Ʋakaʋereŋgwa kwaʋari nemhuri dzaʋo, ʋakaȿika ɀuru ɀitatu namazana maʋiri. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200244 vakaverengwa kwavari nemhuri dzavo, vakasvika zviuru zvitatu namazana maviri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Pamhuri dzavo dzose nedzimba dzemadzibaba avo vaikwana zviuru zvitatu namazana maviri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona44 Pamhuri dzavo dzose nedzimba dzemadzibaba avo vaikwana zviuru zvitatu namazana maviri. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi44 vachiverengwa nedzimba dzavo, vaisvika zviuru zvitatu, namazana maviri. Sien die hoofstuk |