Numeri 4:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Pamhuri dzavo dzose vaikwana zviuru zviviri namazana manomwe ana makumi mashanu avanhu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari nemhuri dzaʋo ʋakaȿika ɀuru ɀiʋiri namazana manomŋe namakumi mashanu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200236 vakaverengwa kwavari nemhuri dzavo vakasvika zviuru zviviri namazana manomwe namakumi mashanu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Pamhuri dzavo dzose vaikwana zviuru zviviri namazana manomwe ana makumi mashanu avanhu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona36 Pamhuri dzavo dzose vaikwana zviuru zviviri namazana manomwe ana makumi mashanu avanhu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 vachiverengwa nedzimba dzavo, vaisvika zviuru zviviri, namazana manomwe namakumi mashanu. Sien die hoofstuk |