Numeri 35:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 kana kuti akamurova nechibhakera achizviita pamusana poruvengo akafa, nyakumurova uya ngaaurayiwe, imhondi. Hama yomufi ine basa rokutsiva ropa romufi, ikangosangana nemhondi yacho ngaaiuraye. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 kana ɀimŋe akamuroʋa noruʋoko, acimuʋeŋga, akafa, wakamuroʋa unofanira kuʋurawa ɀirokwaɀo; muʋurayi; mutsiʋi weropa, unofanira kuʋuraya muʋurayi, kana akasoŋgana naye. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200221 kana zvimwe akamurova noruoko, achimuvenga, akafa, wakamurova anofanira kuurawa zvirokwazvo; muurayi; mutsivi weropa, anofanira kuuraya muurayi, kana akasangana naye. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 kana kuti akamurova nechibhakera achizviita pamusana poruvengo akafa, nyakumurova uya ngaaurayiwe, imhondi. Hama yomufi ine basa rokutsiva ropa romufi, ikangosangana nemhondi yacho ngaaiuraye. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona21 kana kuti akamurova nechibhakera achizviita pamusana poruvengo akafa, nyakumurova uya ngaaurayiwe, imhondi. Hama yomufi ine basa rokutsiva ropa romufi, ikangosangana nemhondi yacho ngaaiuraye. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 uye kana akamurova nechibhakera achimuvenga munhu uyo akafa, munhu iyeye anofanira kuurayiwa; munhu iyeye imhondi. Mutsivi weropa achauraya mhondi iyo paanosangana naye. Sien die hoofstuk |