Numeri 34:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Munofanira kusarudza mutungamiriri mumwechete padzinza roga roga wokugova nyika. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Munofanira kutsaura ʋo mucinda mumŋe kurudzi rumŋe norumŋe kugoʋera nyika iʋe nhaka yenyu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200218 Munofanira kutsaurawo muchinda mumwe kurudzi rumwe norumwe kugovera nyika ive nhaka yenyu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Munofanira kusarudza mutungamiriri mumwechete padzinza roga roga wokugova nyika. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona18 Munofanira kusarudza mutungamiriri mumwechete padzinza roga roga wokugova nyika. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Uye ugadze mutungamiri mumwe chete kubva kurudzi rumwe norumwe kuti vabatsire pakugova nyika. Sien die hoofstuk |