Numeri 34:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 “Aya ndiwo mazita avanhu vachakugovanisai nyika yenyu kunoti: Mupristi Ereazari naJoshuwa mwanakomana waNuni. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ndiwo mazita aʋarume ʋanofanira kukugoʋerai nyika kuti iʋe nhaka yenyu: Ereazari muprista, naJoshua, mŋanakomana waNuni. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200217 “Ndiwo mazita avarume vanofanira kukugoverai nyika kuti ive nhaka yenyu: Ereazari mupristi, naJoshua, mwanakomana waNuni. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 “Aya ndiwo mazita avanhu vachakugovanisai nyika yenyu kunoti: Mupristi Ereazari naJoshuwa mwanakomana waNuni. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona17 “Aya ndiwo mazita avanhu vachakugovanisai nyika yenyu kunoti: Mupristi Ereazari naJoshuwa mwanakomana waNuni. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 “Aya ndiwo mazita avarume vanofanira kukugoverai nyika senhaka yenyu: Ereazari muprista naJoshua mwanakomana waNuni. Sien die hoofstuk |