Numeri 33:40 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Mambo Aradhi worudzi rwavaKanani aigara kuNegevhu munyika yeKanani akanzwa zvokuuya kwavaIsiraeri. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Ɀino mambo weAradi, muKanani, wakaŋga agere kurutiʋi rweZasi munyika yeKanani, akanzwa kuti ʋana ʋaIsraeri ʋoʋuya. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200240 Zvino mambo weAradhi, muKenani, wakanga agere kurutivi rweZasi munyika yeKenani, akanzwa kuti vana vaIsiraeri vouya. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Mambo Aradhi worudzi rwavaKanani aigara kuNegevhu munyika yeKanani akanzwa zvokuuya kwavaIsiraeri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona40 Mambo Aradhi worudzi rwavaKanani aigara kuNegevhu munyika yeKanani akanzwa zvokuuya kwavaIsiraeri. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 Mambo weAradhi muKenani, aigara kuNegevhi kweKenani, akanzwa kuti vaIsraeri vari kuuya. Sien die hoofstuk |