Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Numeri 32:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 akavati, “Kana vedzinza rokwaGadhi nevedzinza rokwaRubheni vakayambuka Jorodhani nemi, mumwe nomumwe wavo akapakata zvombo zvehondo vachitungamirirwa naTenzi, mukakunda nyika iyoyo, vapei zvenyu nyika yeGiriadhi kuti ive yavo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Mosesi akati kwaʋari: Kana ʋana ʋaGadi naʋana ʋaRubeni ʋakayambuka nemi, murume mumŋe nomumŋe wakaɀigadzira kundorwa pamberi paJehova, nyika ikakundwa pamberi penyu; ipapo munofanira kuʋapa nyika yeGireadi, iʋe yaʋo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Mosesi akati kwavari, “Kana vana vaGadhi navana vaRubheni vakayambuka nemi, murume mumwe nomumwe wakazvigadzira kundorwa pamberi paJehovha, nyika ikakundwa pamberi penyu; ipapo munofanira kuvapa nyika yeGireadhi, ive yavo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 akavati, “Kana vedzinza rokwaGadhi nevedzinza rokwaRubheni vakayambuka Jorodhani nemi, mumwe nomumwe wavo akapakata zvombo zvehondo vachitungamirirwa naTenzi, mukakunda nyika iyoyo, vapei zvenyu nyika yeGiriadhi kuti ive yavo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 akavati, “Kana vedzinza rokwaGadhi nevedzinza rokwaRubheni vakayambuka Jorodhani nemi, mumwe nomumwe wavo akapakata zvombo zvehondo vachitungamirirwa naTenzi, mukakunda nyika iyoyo, vapei zvenyu nyika yeGiriadhi kuti ive yavo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Akati kwavari, “Kana vaGadhi navaRubheni, murume mumwe nomumwe akazvigadzirira kundorwa, vakayambuka Jorodhani nemi pamberi paJehovha, ipapo kana nyika ikakundwa pamberi pako, uvape nyika yeGireadhi ive yavo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Numeri 32:29

Volg ons:

Advertensies

Advertensies