Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Numeri 31:51 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

51 Mosesi nomupristi Ereazari vakagamuchira ndarama iyoyo, zvinhu zvakanga zvakagadzirwa kare.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

51 Mosesi naEreazari muprista ʋakagamucira kwaʋari ndarama, ɀiri ɀishoŋgo ɀamarudzi ose ɀakaitwa nayo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

51 Mosesi naEreazari mupristi vakagamuchira kwavari ndarama, zviri zvishongo zvamarudzi ose zvakaitwa nayo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

51 Mosesi nomupristi Ereazari vakagamuchira ndarama iyoyo, zvinhu zvakanga zvakagadzirwa kare.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

51 Mosesi nomupristi Ereazari vakagamuchira ndarama iyoyo, zvinhu zvakanga zvakagadzirwa kare.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

51 Mozisi naEreazari muprista vakagamuchira kubva kwavari goridhe, zvinhu zvose zvakanga zvakaitwa noumhizha.

Sien die hoofstuk Kopieer

Numeri 31:51

Volg ons:

Advertensies

Advertensies