Numeri 30:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Iyi ndiyo mirao yakarayirwa Mosesi naTenzi yemhiko dzinoitwa nomunhukadzi muduku achiri mumba mababa vake nedzinoitwa nomukadzi ane murume wake. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ndiyo mitemo yakarairwa Mosesi naJehova, pakati pomurume nomukadzi wake, napakati paɓaɓa nomŋanasikana waʋo, aciri musikana paimba yaɓaɓa ʋake. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200216 Ndiyo mitemo yakarairwa Mosesi naJehovha, pakati pomurume nomukadzi wake, napakati pababa nomwanasikana wavo, achiri musikana paimba yababa vake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Iyi ndiyo mirao yakarayirwa Mosesi naTenzi yemhiko dzinoitwa nomunhukadzi muduku achiri mumba mababa vake nedzinoitwa nomukadzi ane murume wake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona16 Iyi ndiyo mirao yakarayirwa Mosesi naTenzi yemhiko dzinoitwa nomunhukadzi muduku achiri mumba mababa vake nedzinoitwa nomukadzi ane murume wake. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Iyi ndiyo mitemo yakapiwa Mozisi naJehovha pamusoro poukama pakati pomurume nomukadzi wake, uye pakati pababa nomwanasikana wavo muduku agere mumba mavo. Sien die hoofstuk |