Numeri 3:46 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Zvino kuti udzikinure matangwe mazana maviri namakumi manomwe avaIsiraeri huri ihwo uwandi hwavanopfuura nahwo kuwanda kwakaita vaRevhi makumi manomwe navanhu vatatu. Naizvozvo vana vakapfuuridza ivavo ngavadzikinurwe. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 Ɀino kuti udzikinure mataŋgwe anamazana maʋiri namakumi manomŋe namatatu aʋana ʋaIsraeri, ʋanopfuʋura ʋaRevi pakuwanda kwaʋo, Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200246 Zvino kuti udzikunure matangwe ana mazana maviri namakumi manomwe namatatu avana vaIsiraeri, vanopfuura vaRevhi pakuwanda kwavo, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Zvino kuti udzikinure matangwe mazana maviri namakumi manomwe avaIsiraeri huri ihwo uwandi hwavanopfuura nahwo kuwanda kwakaita vaRevhi makumi manomwe navanhu vatatu. Naizvozvo vana vakapfuuridza ivavo ngavadzikinurwe. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona46 Zvino kuti udzikinure matangwe mazana maviri namakumi manomwe avaIsiraeri huri ihwo uwandi hwavanopfuura nahwo kuwanda kwakaita vaRevhi makumi manomwe navanhu vatatu. Naizvozvo vana vakapfuuridza ivavo ngavadzikinurwe. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi46 Kuti udzikinure mazana maviri namakumi manomwe navatatu vamatangwe avaIsraeri, Sien die hoofstuk |